Dhuteronomi 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti mukachenjerera kutevera mirayiro iyi yose yandinokurayirai nhasi, kuti mude Jehovha Mwari wenyu uye mufambe munzira dzake nguva dzose, ipapo munofanira kutsaura maguta matatu.

Dhuteronomi 19

Dhuteronomi 19:8-12