Dhuteronomi 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvimwe, mutsivi weropa angamutevera mukutsamwa, akamubata kana rwendo rwuri rurefu kwazvo, akamuuraya kunyange zvake akanga asingafaniri kufa, sezvo asina kuzviita kumuvakidzani wake noruvengo.

Dhuteronomi 19

Dhuteronomi 19:1-13