Dhuteronomi 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugadzire migwagwa inoenda kwaari uye mugoganhura, muzvikamu zvitatu nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka, kuitira kuti ani naani anenge auraya munhu agotizirako.

Dhuteronomi 19

Dhuteronomi 19:2-8