Dhuteronomi 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chapupu chimwe chete hachifaniri kupupurira munhu kuti agobatwa nemhosva yokupupura mhaka, kunyange dai akapara mhaka. Nyaya inofanira kusimbiswa nouchapupu hwevaviri kana vatatu.

Dhuteronomi 19

Dhuteronomi 19:14-18