Dhuteronomi 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kuwana mugove wakaenzana newavo, kunyange zvake akawana mari paakatengesa nhaka yemhuri yake.

Dhuteronomi 18

Dhuteronomi 18:5-18