Dhuteronomi 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti izvi ndizvo zvamakakumbira Jehovha Mwari wenyu paHorebhu pazuva reungano apo makati, “Hatidi kunzwa inzwi raJehovha Mwari wedu kana kuona moto mukuru uyu zvakare, nokuti tingafa.”

Dhuteronomi 18

Dhuteronomi 18:14-17