Dhuteronomi 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anoita zvinhu izvi anonyangadza pamberi paJehovha, uye nokuda kwetsika idzi dzinonyangadza Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi pamberi penyu.

Dhuteronomi 18

Dhuteronomi 18:8-20