Dhuteronomi 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngapasava nomumwe pakati penyu anoita mwanakomana wake kana mwanasikana wake chibayiro chinopiswa, kana anovuka kana anoita zvamazango kana anotenda zvamashura, kana kuita zvouroyi,

Dhuteronomi 18

Dhuteronomi 18:3-16