Dhuteronomi 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mhaka dzikauya kumatare enyu dzakanyanya kukuomerai kuti mutonge, dzingava dzokudeurwa kweropa, dzokukwirirana matare kana dzokurwa, endai nadzo kunzvimbo iyo Jehovha Mwari wenyu achasarudza.

Dhuteronomi 17

Dhuteronomi 17:1-10