Dhuteronomi 16:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kunze kwenzvimbo yaachasarudza kuti Zita rake rigarepo. Ipapo ndipo pamunofanira kubayira Pasika madekwana, kana zuva ravira, nezuva rokurangarira kwamakaita kubva muIjipiti.

Dhuteronomi 16

Dhuteronomi 16:4-16