Dhuteronomi 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamazuva manomwe aya ngapasawanikwa mbiriso panyika yenyu yose. Musarega nyama yamunobayira usiku hwezuva rokutanga ichisara kusvikira mangwanani.

Dhuteronomi 16

Dhuteronomi 16:1-13