Dhuteronomi 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari wenyu achakuropafadzai sezvaakavimbisa, uye imi muchapa zvikwereti kundudzi zhinji asi imi hamungakwereti kubva kurudzi rupi zvarwo. Muchatonga ndudzi zhinji asi hapana rudzi ruchakutongai.

Dhuteronomi 15

Dhuteronomi 15:5-7