Dhuteronomi 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usachiona sechinhu chakaoma kusunungura muranda wako, nokuti kukushandira kwake pamakore matanhatu kwakapfuura kakapetwa kaviri kushanda kwouyo anoshandira mubayiro. Uye Jehovha Mwari wako achakuropafadza mune zvose zvaunoita.

Dhuteronomi 15

Dhuteronomi 15:14-23