Dhuteronomi 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei, pane idzo dzinodzeya kana dzina mahwanda akaparadzana, mahwanda akanyatsoparadzana, hamufaniri kudya ngamera, tsuro kana mbira. Kunyange zvazvo dzichidzeya hadzina mahwanda akaparadzana; hadzina kuchena kwamuri.

Dhuteronomi 14

Dhuteronomi 14:1-16