Dhuteronomi 14:3-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Musadya chinhu chipi zvacho chinonyangadza.

4. Idzi ndidzo mhuka dzamungadya: mombe, hwai, mbudzi,

5. nondo, mhara, mhembwe, ngururu, mharapara, nyati nehwai yomugomo.

6. Mungadya henyu mhuka ipi neipi ina mahwanda akaparadzana kuita maviri uye inodzeya.

Dhuteronomi 14