Dhuteronomi 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha akakutsaurai kubva pakati pendudzi dzose dziri panyika kuti muve rudzi rwake runokosha.

Dhuteronomi 14

Dhuteronomi 14:1-11