Dhuteronomi 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana hama yako chaiyo, kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, kana mudzimai wako waunoda, kana shamwari yako yepedyo ikauya kuzokutsausa muchivande, ichiti, “Handei tindonamata vamwe vamwari,” (vamwari vausina kumboziva iwe kana madzibaba ako,

Dhuteronomi 13

Dhuteronomi 13:1-10