Dhuteronomi 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvino kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, zvino iye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,”

Dhuteronomi 13

Dhuteronomi 13:1-5