Dhuteronomi 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo unofanira kubvunzisisa, nokutsvakisisa uye nokuferefeta kwazvo. Zvino kana zviri zvechokwadi uye zvanyatsoonekwa kuti ndizvo, kuti chinhu ichi chinonyangadza chakaitwa pakati penyu,

Dhuteronomi 13

Dhuteronomi 13:7-17