Dhuteronomi 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kushumira Jehovha Mwari wenyu nenzira yavo, nokuti mukushumira vamwari vavo, vanoita zvinhu zvose zvose zvinonyangadza zvinovengwa naJehovha. Vanopisa kunyangwe vanakomana navanasikana vavo mumoto sezvibayiro kuna vamwari vavo.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:29-32