Dhuteronomi 12:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi uchenjere kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndihwo upenyu, naizvozvo haufaniri kudya upenyu pamwe chete nenyama.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:18-26