Dhuteronomi 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muchayambuka Jorodhani mugogara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka, uye achakupai zororo kubva kuvavengi venyu vose vakakukomberedzai kuitira kuti mugare murugare.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:5-15