Dhuteronomi 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yamuri kupinda kundotora haina kufanana nenyika yeIjipiti, uko kwamakabva, uko kwamaidyara mbeu dzenyu muchidirira namakumbo sezvinoitwa mubindu romuriwo.

Dhuteronomi 11

Dhuteronomi 11:8-12