Dhuteronomi 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jehovha akatsaura rudzi rwavaRevhi kuti vatakure areka yesungano yaJehovha, kuti vamire pamberi paJehovha vachishumira, uye kuti varopafadze vanhu muzita raJehovha, sezvavanoita nanhasi.

Dhuteronomi 10

Dhuteronomi 10:1-18