Dhuteronomi 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzitateguru enyu akaenda kuIjipiti vari makumi manomwe pamwe chete, uye zvino Jehovha Mwari wenyu achaita kuti muwande senyeredzi dzokudenga.

Dhuteronomi 10

Dhuteronomi 10:21-22