Dhuteronomi 1:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makadzoka mukachema pamberi paJehovha, asi iye haana kuteerera kuchema kwenyu uye haana kurerekera nzeve yake kwamuri.

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:44-46