Dhuteronomi 1:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune achaiona, uye ndichamupa iye navana vake nyika yaakatsika netsoka dzake nokuti akateerera Jehovha nomwoyo wose.”

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:26-45