Dhuteronomi 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo imi mose makauya kwandiri mukati, “Ngatitumei varume vanofanotungamira kuti vatishorere nyika vagodzoka kuzotiudza pamusoro penzira yatingafamba nayo uye namaguta atichandosvika kwaari.”

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:13-26