Dhuteronomi 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino panguva iyoyo ndakarayira vatongi venyu, ndikati: Inzwai kupokana kuri pakati pehama dzenyu mugovatonga zvakanaka, ingava mhaka iri pakati pavaIsraeri voga kana pakati pomumwe wavo nomutorwa.

Dhuteronomi 1

Dhuteronomi 1:9-18