Dhanieri 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ishe, imi makarurama, asi nhasi takafukidzwa nenyadzi, vanhu veJudha navanhu veJerusarema navaIsraeri vose, vari pedyo navose vari kure, munyika dzose kwamakatiparadzira nokuda kwokusatendeka kwedu kwamuri.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:1-14