Dhanieri 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uzive uye unzwisise izvi: Kubva pakupiwa kwechirevo chokuvandudza nokuvaka Jerusarema kusvikira Muzodziwa, iye mutongi, auya, kuchava nevhiki nomwe uye vhiki makumi matanhatu nembiri. Richavakwa rine migwagwa uye nomugero, asi munguva dzokutambudzika.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:21-27