Dhanieri 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pano rumwe runyanga pakabuda rumwe runyanga, rwakatanga rwuri ruduku asi rwakakura musimba kurutivi rwezasi uye nechokumabvazuva uye. Rwakananga kuNyika Yakaisvonaka.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:7-10