Dhanieri 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaiona ichirwisa gondohwe nehasha kwazvo, ikaritunga ndokuvhuna nyanga dzaro mbiri. Gondohwe rakanga risina simba rokurwisana nayo; nhongo yakariwisira pasi ikaritsika-tsika, uye hakuna akagona kununura gondohwe pasimba rayo.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:4-15