Dhanieri 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarira gondohwe parakanga richitunga rakananga kumavirira nokumusoro nezasi. Hakuna mhuka yaigona kumisidzana naro, uye hakuna aigona kununura kubva pasimba raro. Raiita zvaraida uye rikava guru.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:1-10