Dhanieri 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achaita kuti kunyengera kubudirire, uye achazviona somunhu wapamusoro. Achaparadza vazhinji, pavanofunga kuti vagarika ndokumukiravo Muchinda wamachinda. Asi zvazvo achazoparadzwa, asi kwete nesimba romunhu.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:16-27