Dhanieri 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwandiri, “Zvichatora madekwana namangwanai ane zviuru zviviri zvina mazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswazve.”

Dhanieri 8

Dhanieri 8:7-17