Dhanieri 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye hapo pamberi pangu pakanga pane mhuka yechipiri, yakanga yakafanana nebere. Yakanga yakasimudzwa kuno rumwe rutivi rwayo, uye yakanga yakaruma mbabvu nhatu mumuromo mayo. Yakanzi, ‘Simuka udye nyama yako ugute!’

Dhanieri 7

Dhanieri 7:3-14