Dhanieri 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo ndakada kuziva chokwadi chezvinoreva mhuka yechina, yakanga yakasiyana nedzimwe dzose uye yaityisa kwazvo, namazino ayo esimbi nenzara dzendarira, mhuka yakapwanya ikadya nyama uye ikatsika-tsika namakumbo ayo zvose zvakanga zvasara.

Dhanieri 7

Dhanieri 7:16-25