Dhanieri 7:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Ndakaenda kuno mumwe wavakanga vakamirapo ndikamubvunza chaizvo zvaireva izvi zvose. “Saka akandiudza ndokundidudzira zvinhu izvi, achiti,

17. ‘Mhuka huru ina ndidzo umambo huna huchamuka panyika.

18. Asi vatsvene voWokumusoro-soro vachapiwa umambo uhu uye huchava hwavo nokusingaperi, hongu nokusingaperi-peri.’

Dhanieri 7