Dhanieri 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo ndakaramba ndakatarira nokuda kwamashoko okuzvikudza akanga achitaurwa norunyanga. Ndakaramba ndakatarira kusvikira mhuka iyi yaurayiwa uye muviri wayo waparadzwa ikakandwa mumoto waipfuta.

Dhanieri 7

Dhanieri 7:5-13