Dhanieri 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira varume ava vakati, “Hatingambowani hwaro hwokupomera Dhanieri mhosva kunze kwechinhu chine chokuita nezvomurayiro waMwari wake.”

Dhanieri 6

Dhanieri 6:1-9