Dhanieri 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndinotema chirevo chokuti munzvimbo dzose dzoushe hwangu vanhu vanofanira kutya nokuremekedza Mwari waDhanieri. “Nokuti ndiye Mwari mupenyu uye anogara nokusingaperi; umambo hwake hahungaparadzwi, ushe hwake hahutongogumi.

Dhanieri 6

Dhanieri 6:18-28