Dhanieri 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akadzokera kumuzinda wake akavata usiku hwose asina kudya uye hakuna chinhu chipi chaivaraidza chakauyiswa kwaari. Uye akashayiwa hope.

Dhanieri 6

Dhanieri 6:14-22