Dhanieri 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakati kuna mambo, “Dhanieri, mumwe wavakatapwa vakabva Judha, haakuteererei, imi mambo, kana kuchirevo chamakatema norunyoro rwenyu. Achiri kunyengetera katatu pazuva.”

Dhanieri 6

Dhanieri 6:9-19