Dhanieri 6:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvakafadza Dhariasi kugadza machinda zana namakumi maviri kuti vatonge muushe hwose,

2. navakuru vatatu vaiva pamusoro pavo, mumwe wavo akanga ari Dhanieri. Machinda aiva pasi pavo kuitira kuti mambo arege kurasikirwa.

3. Zvino Dhanieri akagona akakunda vakuru namachinda mumaitiro ake aishamisa zvokuti mambo akaronga kumugadza kuti ave pamusoro poumambo hwose.

Dhanieri 6