Dhanieri 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvakafadza Dhariasi kugadza machinda zana namakumi maviri kuti vatonge muushe hwose,

2. navakuru vatatu vaiva pamusoro pavo, mumwe wavo akanga ari Dhanieri. Machinda aiva pasi pavo kuitira kuti mambo arege kurasikirwa.

Dhanieri 6