Dhanieri 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambokadzi akati achinzwa inzwi ramambo namakurukota ake, akauya muimba yaiitirwa mabiko. Iye akati, “Imi mambo, raramai nokusingaperi! Musatya! Regai kutsvukuruka kuuso kwenyu!

Dhanieri 5

Dhanieri 5:5-15