Dhanieri 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakarota hope dzakandityisa. Pandakanga ndivete pamubhedha wangu, zvifananidzo nezviratidzo zvakapinda mupfungwa dzangu zvakandivhundutsa.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:1-10