Dhanieri 4:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ini Nebhukadhinezari, ndinorumbidza nokusimudzira nokukudza Mambo wokudenga, nokuti zvose zvaanoita zvakarurama uye nzira dzake dzose dzakarurama. Uye iye anogona kuninipisa vaya vanofamba mukuzvikudza.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:31-37