Dhanieri 4:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose venyika havana maturo. Iye anoita sezvaanoda namasimba okudenga uye navanhu venyika. Hakuna munhu angakonesa ruoko rwake kana kuti kwaari, “Waiteiko?”

Dhanieri 4

Dhanieri 4:33-37